Eksodho 23:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Kana ukaona mombe yemuvengi wako kana kuti dhongi rake rarasika, unofanira kuzvidzorera kwaari.+ Dheuteronomi 22:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Kana ukaona dhongi rehama yako kana kuti mombe yake zvakawira pasi mumugwagwa, haufaniri kungozvisiya. Unofanira kumubatsira kumutsa chipfuwo chacho.+ Ruka 14:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Akati kwavari: “Ndiani wenyu angati kana mwanakomana wake kana kuti mombe yake ikawira mutsime+ paSabata orega kuibudisa pakare ipapo?”+
4 “Kana ukaona dhongi rehama yako kana kuti mombe yake zvakawira pasi mumugwagwa, haufaniri kungozvisiya. Unofanira kumubatsira kumutsa chipfuwo chacho.+
5 Akati kwavari: “Ndiani wenyu angati kana mwanakomana wake kana kuti mombe yake ikawira mutsime+ paSabata orega kuibudisa pakare ipapo?”+