Mateu 12:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Akati kwavari: “Kana muine gwai rimwe chete uye gwai racho rikawira mugomba paSabata, ndiani pakati penyu angarega kuribata oribudisa?+ Ruka 13:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi Ishe akamupindura achiti: “Vanyengeri,+ ko imimi hamusununguri here mombe yenyu kana dhongi renyu mudanga paSabata moenda kunozvinwisa mvura?+
11 Akati kwavari: “Kana muine gwai rimwe chete uye gwai racho rikawira mugomba paSabata, ndiani pakati penyu angarega kuribata oribudisa?+
15 Asi Ishe akamupindura achiti: “Vanyengeri,+ ko imimi hamusununguri here mombe yenyu kana dhongi renyu mudanga paSabata moenda kunozvinwisa mvura?+