RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 61:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 61 Mweya waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+

      Nekuti Jehovha akandizodza kuti ndizivise vanyoro mashoko akanaka.+

      Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,

      Kuti ndizivise nezvekusunungurwa kune vaya vakatapwa

      Uye nezvekusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa,+

  • Mako 1:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Achangobva kubuda mumvura, akaona denga richivhurika uye mweya uchidzika paari wakaita senjiva.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe