Mako 6:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi Jesu akati kwavari: “Muprofita anokudzwa kumwe kwese asi kwete kumusha kwake nepakati pehama dzake uye mumba make.”+ Ruka 4:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Saka akati: “Chokwadi ndinokuudzai kuti hapana muprofita anogamuchirwa kumusha kwake.+ Johani 4:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Asi Jesu pachake akapupura kuti muprofita haakudzwi kumusha kwake.+
4 Asi Jesu akati kwavari: “Muprofita anokudzwa kumwe kwese asi kwete kumusha kwake nepakati pehama dzake uye mumba make.”+