Mateu 13:57 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 57 Saka havana kumutenda.*+ Asi Jesu akati kwavari: “Muprofita anokudzwa kumwe kwese asi kwete kumusha kwake uye mumba make.”+ Mako 6:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi Jesu akati kwavari: “Muprofita anokudzwa kumwe kwese asi kwete kumusha kwake nepakati pehama dzake uye mumba make.”+ Ruka 4:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Saka akati: “Chokwadi ndinokuudzai kuti hapana muprofita anogamuchirwa kumusha kwake.+
57 Saka havana kumutenda.*+ Asi Jesu akati kwavari: “Muprofita anokudzwa kumwe kwese asi kwete kumusha kwake uye mumba make.”+
4 Asi Jesu akati kwavari: “Muprofita anokudzwa kumwe kwese asi kwete kumusha kwake nepakati pehama dzake uye mumba make.”+