Mako 6:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Asi pashure pekuonekana navo, akaenda mugomo kunonyengetera.+ Ruka 6:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Rimwe zuva akaenda kugomo kunonyengetera,+ uye akanyengetera kuna Mwari usiku hwese.+ Ruka 9:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Rimwe zuva paakanga achinyengetera ari ega, vadzidzi vakauya kwaari, akavabvunza kuti: “Vanhu vari kuti ndini ani?”+
18 Rimwe zuva paakanga achinyengetera ari ega, vadzidzi vakauya kwaari, akavabvunza kuti: “Vanhu vari kuti ndini ani?”+