21 Uye Jehovha akatanga kunzwa kunhuhwirira kwakanaka. Saka Jehovha akati mumwoyo make: “Handichazotukizve nyika+ nemhosva yemunhu, nekuti zviri mumwoyo memunhu zvakaipa kubvira achiri mudiki;+ uye handichazoparadzizve zvinhu zvese zvipenyu sezvandakaita.+