Mako 8:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Uye akavayambira zviri pachena achiti: “Rambai makangwarira; chenjererai mbiriso yevaFarisi neyaHerodhi.”+ Ruka 12:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Paiitika izvi, zviuru zvevanhu zvakanga zvaungana zvekuti vakanga vachitsikirirana, uye akatanga nekutaura kuvadzidzi vake achiti: “Chenjererai mbiriso yevaFarisi, kureva unyengeri.+
15 Uye akavayambira zviri pachena achiti: “Rambai makangwarira; chenjererai mbiriso yevaFarisi neyaHerodhi.”+
12 Paiitika izvi, zviuru zvevanhu zvakanga zvaungana zvekuti vakanga vachitsikirirana, uye akatanga nekutaura kuvadzidzi vake achiti: “Chenjererai mbiriso yevaFarisi, kureva unyengeri.+