Ruka 12:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Paiitika izvi, zviuru zvevanhu zvakanga zvaungana zvekuti vakanga vachitsikirirana, uye akatanga nekutaura kuvadzidzi vake achiti: “Chenjererai mbiriso yevaFarisi, kureva unyengeri.+
12 Paiitika izvi, zviuru zvevanhu zvakanga zvaungana zvekuti vakanga vachitsikirirana, uye akatanga nekutaura kuvadzidzi vake achiti: “Chenjererai mbiriso yevaFarisi, kureva unyengeri.+