RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 8:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Uye akabvunza ivo vacho kuti: “Ko imi, munoti ndini ani?” Petro akamupindura kuti: “Ndimi Kristu.”+

  • Ruka 9:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Akabva ati kwavari: “Ko imi, munoti ndini ani?” Petro akapindura achiti: “Kristu waMwari.”+

  • Johani 1:40, 41
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 40 Andreya,+ munin’ina waSimoni Petro, akanga ari mumwe wevaviri vakanzwa zvakataurwa naJohani, akatevera Jesu. 41 Akatanga anotsvaga mukoma wake Simoni, akati kwaari: “Tawana Mesiya”+ (zvinoreva kuti, “Kristu”),

  • Johani 4:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Mukadzi wacho akati kwaari: “Ndinoziva kuti Mesiya ari kuuya, iye anonzi Kristu. Kana iyeye angouya, achabva atizivisa zvinhu zvese pachena.”

  • Johani 11:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Iye akati kwaari: “Hongu, Ishe, ndinotenda kuti ndimi Kristu Mwanakomana waMwari, uya akanzi achauya munyika.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe