Mateu 16:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Simoni Petro akapindura kuti: “Ndimi Kristu,+ Mwanakomana waMwari mupenyu.”+ Ruka 9:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Akabva ati kwavari: “Ko imi, munoti ndini ani?” Petro akapindura achiti: “Kristu waMwari.”+ Johani 1:40, 41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Andreya,+ munin’ina waSimoni Petro, akanga ari mumwe wevaviri vakanzwa zvakataurwa naJohani, akatevera Jesu. 41 Akatanga anotsvaga mukoma wake Simoni, akati kwaari: “Tawana Mesiya”+ (zvinoreva kuti, “Kristu”), Johani 6:68, 69 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 68 Simoni Petro akamupindura kuti: “Ishe, tingaenda kuna ani?+ Ndimi mune mashoko eupenyu husingaperi.+ 69 Takatenda tikasvika pakuziva kuti ndimi Mutsvene waMwari.”+
40 Andreya,+ munin’ina waSimoni Petro, akanga ari mumwe wevaviri vakanzwa zvakataurwa naJohani, akatevera Jesu. 41 Akatanga anotsvaga mukoma wake Simoni, akati kwaari: “Tawana Mesiya”+ (zvinoreva kuti, “Kristu”),
68 Simoni Petro akamupindura kuti: “Ishe, tingaenda kuna ani?+ Ndimi mune mashoko eupenyu husingaperi.+ 69 Takatenda tikasvika pakuziva kuti ndimi Mutsvene waMwari.”+