RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 9:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Onai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo+ rekugumbura uye dombo remhosva, asi uya anotenda mariri haamboodzwi mwoyo.”+

  • 1 VaKorinde 3:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Nekuti hapana munhu anogona kuisa imwe faundesheni kunze kweyakatoiswa, inova ndiyo Jesu Kristu.+

  • 1 VaKorinde 10:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 uye ese akanwa zvekunwa zvemweya zvakafanana.+ Nekuti akanwa mvura yakabuda padombo remweya raiatevera, uye dombo iroro raireva* Kristu.+

  • VaEfeso 2:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 uye makavakwa pafaundesheni dzevaapostora nevaprofita,+ Kristu Jesu ari dombo repakona refaundesheni yacho.+

  • 1 Petro 2:6-8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Nekuti Rugwaro runoti: “Onai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo rakasarudzwa, dombo rinokosha repakona refaundesheni, uye hapana munhu anotenda mariri achaodzwa mwoyo.”*+

      7 Saka kwamuri anokosha nekuti muri vatendi; asi kune vaya vasingatendi, “dombo rakarambwa nevavaki+ ndiro razova dombo guru repakona”*+ 8 uye “dombo rekugumbura nedombo remhosva.”+ Vari kugumburwa nekuti havateereri shoko. Izvi ndizvo zvavakatemerwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe