RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 118:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Dombo rakarambwa nevavaki

      Razova dombo guru repakona.*+

  • Isaya 28:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha:

      “Ndiri kuisa dombo rakaedzwa kuti rive faundesheni muZiyoni,+

      Dombo repakona rinokosha+ refaundesheni yakasimba.+

      Hapana anotenda achavhunduka.+

  • Mateu 21:42
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 42 Jesu akati kwavari: “Hamuna kumboverenga here muMagwaro kuti, ‘Dombo rakarambwa nevavaki ndiro razova dombo guru repakona.*+ Iri rakabva kuna Jehovha,* uye rinoshamisa mumaziso edu’?+

  • VaEfeso 2:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 uye makavakwa pafaundesheni dzevaapostora nevaprofita,+ Kristu Jesu ari dombo repakona refaundesheni yacho.+

  • 1 Petro 2:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Nekuti Rugwaro runoti: “Onai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo rakasarudzwa, dombo rinokosha repakona refaundesheni, uye hapana munhu anotenda mariri achaodzwa mwoyo.”*+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe