Mako 8:29, 30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Uye akabvunza ivo vacho kuti: “Ko imi, munoti ndini ani?” Petro akamupindura kuti: “Ndimi Kristu.”+ 30 Akabva avaudza kuti vasatomboudza chero munhu nezvake.+ Ruka 9:20, 21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Akabva ati kwavari: “Ko imi, munoti ndini ani?” Petro akapindura achiti: “Kristu waMwari.”+ 21 Akabva avaudza kuti vasatombozviudza kana ani zvake,+
29 Uye akabvunza ivo vacho kuti: “Ko imi, munoti ndini ani?” Petro akamupindura kuti: “Ndimi Kristu.”+ 30 Akabva avaudza kuti vasatomboudza chero munhu nezvake.+
20 Akabva ati kwavari: “Ko imi, munoti ndini ani?” Petro akapindura achiti: “Kristu waMwari.”+ 21 Akabva avaudza kuti vasatombozviudza kana ani zvake,+