RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 62:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Uyewo rudo rusingachinji nderwenyu, haiwa Jehovha,+

      Nekuti munopa mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake.+

  • Zvirevo 24:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Kana ukati, “Asi takanga tisingazvizivi,”

      Iye anoongorora mwoyo* haazvizivi here?+

      Iye ari kukuona* anozviziva

      Uye achapa mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake.+

  • Ruka 9:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Nekuti munhu wese anonyara neni nemashoko angu, Mwanakomana wemunhu achanyarawo naye paanouya ari mukubwinya kwake nekwaBaba nekwengirozi tsvene.+

  • VaRoma 2:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Uye achaitira mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake:+

  • 1 Petro 1:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Uyezve kana muchidana kuna Baba vanotonga zvichienderana nebasa remumwe nemumwe, vasingasaruri,+ zvibatei muchitya+ panguva yamuri vagari vari kupfuura.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe