RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 9:42
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 42 Asi munhu wese anokanganisa kutenda kwemumwe* wevadiki ava vane kutenda, zviri nani kuti zidombo guru rinotenderedzwa nedhongi pakukuya risungirirwe mumutsipa make, okandwa mugungwa.+

  • Ruka 17:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Akabva ati kuvadzidzi vake: “Hazviiti kuti zvinhu zvinokanganisa kutenda* zvitadze kuuya. Kunyange zvakadaro, ane nhamo munhu anozvikonzera! 2 Zviri nani kuti asungirirwe mumutsipa make zidombo guru rinokuyiswa, okandwa mugungwa pane kuti akanganise kutenda kwemumwe* wevadiki ava.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe