RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 6:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “Nekuti kana muchiregerera vanhu vanokutadzirai, Baba venyu vekudenga vachakuregereraiwo;+

  • Mako 11:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Uye pamunomira muchinyengetera, regererai zvinhu zvese zvamakatadzirwa nemunhu, kuti Baba venyu vari kudenga vakuregerereiwo kudarika kwenyu.”+

  • Ruka 17:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Ngwarirai. Kana hama yako ikakutadzira, itsiure,+ uye kana ikapfidza iregerere.+

  • VaEfeso 4:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Asi itiranai mutsa, muchinzwirana tsitsi kwazvo,+ muchiregererana nemwoyo wese* sezvakaitwa naMwari paakakuregererai nemwoyo wese achishandisa Kristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe