Mateu 6:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 “Nekuti kana muchiregerera vanhu vanokutadzirai, Baba venyu vekudenga vachakuregereraiwo;+ Mateu 18:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Baba vangu vekudenga vachakuitiraiwo izvozvo+ kana mumwe nemumwe wenyu asingakanganwiri hama yake zvichibva pamwoyo.”+ Mako 11:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Uye pamunomira muchinyengetera, regererai zvinhu zvese zvamakatadzirwa nemunhu, kuti Baba venyu vari kudenga vakuregerereiwo kudarika kwenyu.”+
35 Baba vangu vekudenga vachakuitiraiwo izvozvo+ kana mumwe nemumwe wenyu asingakanganwiri hama yake zvichibva pamwoyo.”+
25 Uye pamunomira muchinyengetera, regererai zvinhu zvese zvamakatadzirwa nemunhu, kuti Baba venyu vari kudenga vakuregerereiwo kudarika kwenyu.”+