RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 18:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 akati: “Chokwadi ndinoti kwamuri, kana mukasatendeuka* mova sevana vadiki,+ hamungambopindi muUmambo hwekudenga.+

  • Mako 10:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Jesu paakaona izvi akatsamwa, akati kwavari: “Regai vana vadiki vauye kwandiri; musaedza kuvarambidza, nekuti Umambo hwaMwari ndehwevanhu vakadai.+

  • Ruka 18:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Asi Jesu akaita kuti vana vacho vauye kwaari achiti: “Regai vana vadiki vauye kwandiri, uye musaedza kuvarambidza, nekuti Umambo hwaMwari ndehwevanhu vakadai.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe