Mateu 18:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Saka munhu wese achazvininipisa semwana uyu mudiki ndiye mukuru kune vamwe vese muUmambo hwekudenga;+ Mateu 19:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi Jesu akati: “Siyai vana vadiki, uye musavarambidza kuuya kwandiri, nekuti Umambo hwekudenga ndehwevanhu vakadai.”+ Ruka 18:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Asi Jesu akaita kuti vana vacho vauye kwaari achiti: “Regai vana vadiki vauye kwandiri, uye musaedza kuvarambidza, nekuti Umambo hwaMwari ndehwevanhu vakadai.+ 1 Petro 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Sevacheche vachangobva kuberekwa,+ ivai nenzara yemukaka* usina kushatiswa* weshoko, kuti ukukudzei kusvika maponeswa,+
4 Saka munhu wese achazvininipisa semwana uyu mudiki ndiye mukuru kune vamwe vese muUmambo hwekudenga;+
14 Asi Jesu akati: “Siyai vana vadiki, uye musavarambidza kuuya kwandiri, nekuti Umambo hwekudenga ndehwevanhu vakadai.”+
16 Asi Jesu akaita kuti vana vacho vauye kwaari achiti: “Regai vana vadiki vauye kwandiri, uye musaedza kuvarambidza, nekuti Umambo hwaMwari ndehwevanhu vakadai.+
2 Sevacheche vachangobva kuberekwa,+ ivai nenzara yemukaka* usina kushatiswa* weshoko, kuti ukukudzei kusvika maponeswa,+