Mako 10:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Vakatonyanya kushamisika, vakati kwaari:* “Chokwadi ndiani angaponeswa?”+ 27 Jesu akanyatsovatarisa, akati: “Izvi hazvibviri kuvanhu, asi hazvina kudaro kuna Mwari, nekuti zvinhu zvese zvinobvira kuna Mwari.”+ Ruka 18:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Vaya vakanzwa izvi vakati: “Chokwadi, ndiani angaponeswa?”+ 27 Iye akati: “Zvinhu zvisingabviri kuvanhu zvinobvira kuna Mwari.”+
26 Vakatonyanya kushamisika, vakati kwaari:* “Chokwadi ndiani angaponeswa?”+ 27 Jesu akanyatsovatarisa, akati: “Izvi hazvibviri kuvanhu, asi hazvina kudaro kuna Mwari, nekuti zvinhu zvese zvinobvira kuna Mwari.”+
26 Vaya vakanzwa izvi vakati: “Chokwadi, ndiani angaponeswa?”+ 27 Iye akati: “Zvinhu zvisingabviri kuvanhu zvinobvira kuna Mwari.”+