Mateu 19:25, 26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Vadzidzi pavakazvinzwa, vakashamisika chaizvo, vachiti: “Chokwadi ndiani angaponeswa?”+ 26 Jesu akanyatsovatarisa ndokuti kwavari: “Izvi hazvibviri kuvanhu, asi zvinhu zvese zvinobvira kuna Mwari.”+ Ruka 18:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Vaya vakanzwa izvi vakati: “Chokwadi, ndiani angaponeswa?”+ 27 Iye akati: “Zvinhu zvisingabviri kuvanhu zvinobvira kuna Mwari.”+
25 Vadzidzi pavakazvinzwa, vakashamisika chaizvo, vachiti: “Chokwadi ndiani angaponeswa?”+ 26 Jesu akanyatsovatarisa ndokuti kwavari: “Izvi hazvibviri kuvanhu, asi zvinhu zvese zvinobvira kuna Mwari.”+
26 Vaya vakanzwa izvi vakati: “Chokwadi, ndiani angaponeswa?”+ 27 Iye akati: “Zvinhu zvisingabviri kuvanhu zvinobvira kuna Mwari.”+