Mateu 9:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Jesu paaibva ipapo, varume vaviri vaiva mapofu+ vakamutevera, vachishevedzera vachiti: “Tinzwireiwo ngoni, Mwanakomana waDhavhidhi.” Mateu 21:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vatungamiriri vevapristi nevanyori pavakaona zvinhu zvinoshamisa zvaaiita uye vakomana vaishevedzera mutemberi vachiti, “Tinokumbira kuti muponese* Mwanakomana waDhavhidhi!”+ vakatsamwa,+
27 Jesu paaibva ipapo, varume vaviri vaiva mapofu+ vakamutevera, vachishevedzera vachiti: “Tinzwireiwo ngoni, Mwanakomana waDhavhidhi.”
15 Vatungamiriri vevapristi nevanyori pavakaona zvinhu zvinoshamisa zvaaiita uye vakomana vaishevedzera mutemberi vachiti, “Tinokumbira kuti muponese* Mwanakomana waDhavhidhi!”+ vakatsamwa,+