Mateu 7:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Jesu paakapedza kutaura izvi, vanhu vakashamiswa nemadzidzisiro ake,+ Mako 11:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Uye vatungamiriri vevapristi nevanyori vakazvinzwa, vakatanga kutsvaga nzira yekumuuraya;+ nekuti vaimutya, sezvo vanhu vese vaishamiswa nekudzidzisa kwake.+
18 Uye vatungamiriri vevapristi nevanyori vakazvinzwa, vakatanga kutsvaga nzira yekumuuraya;+ nekuti vaimutya, sezvo vanhu vese vaishamiswa nekudzidzisa kwake.+