Ruka 11:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Asi Ishe akati kwaari: “Imi vaFarisi munochenesa kunze kwekapu nendiro, asi mukati menyu makazara makaro neuipi.+
39 Asi Ishe akati kwaari: “Imi vaFarisi munochenesa kunze kwekapu nendiro, asi mukati menyu makazara makaro neuipi.+