Ruka 11:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Asi Ishe akati kwaari: “Zvino imi vaFarisi, munochenesa kunze kwekapu nedhishi, asi mukati+ menyu makazara kupamba nouipi.+ Ruka Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:39 Jesu—Nzira, p. 178 Nharireyomurindi,9/1/1988, p. 24
39 Asi Ishe akati kwaari: “Zvino imi vaFarisi, munochenesa kunze kwekapu nedhishi, asi mukati+ menyu makazara kupamba nouipi.+