Ruka 21:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Vane nhamo vakadzi vanenge vaine pamuviri nevaya vanenge vachiyamwisa mumazuva iwayo!+ Nekuti munyika iyi muchava nekutambudzika kukuru uye rudzi urwu ruchaitirwa hasha. Zvakazarurwa 7:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndakabva ndangoti kwaari: “Ishe wangu, ndimi munoziva.” Iye akati kwandiri: “Ava ndivo vanobuda mukutambudzika kukuru,+ uye vakageza nguo dzavo refu, vakadziita chena muropa reGwayana.+
23 Vane nhamo vakadzi vanenge vaine pamuviri nevaya vanenge vachiyamwisa mumazuva iwayo!+ Nekuti munyika iyi muchava nekutambudzika kukuru uye rudzi urwu ruchaitirwa hasha.
14 Ndakabva ndangoti kwaari: “Ishe wangu, ndimi munoziva.” Iye akati kwandiri: “Ava ndivo vanobuda mukutambudzika kukuru,+ uye vakageza nguo dzavo refu, vakadziita chena muropa reGwayana.+