Mateu 25:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Saka rambai makarinda+ nekuti hamuzivi zuva racho kana nguva yacho.+ Mako 13:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Rambai makatarisa, rambai makamuka,+ nekuti hamuzivi kuti nguva yacho ichasvika riini.+ Ruka 21:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Saka rambai makamuka,+ muchigara muchinyengetera muchiteterera+ kuti mugone kupukunyuka zvinhu zvese izvi zvinofanira kuitika uye kuti mukwanise kumira pamberi peMwanakomana wemunhu.”+
36 Saka rambai makamuka,+ muchigara muchinyengetera muchiteterera+ kuti mugone kupukunyuka zvinhu zvese izvi zvinofanira kuitika uye kuti mukwanise kumira pamberi peMwanakomana wemunhu.”+