Nehemiya 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Machinda evanhu aigara muJerusarema,+ asi vamwe vanhu vese vakakanda mijenya+ kuti vaunze munhu mumwe chete pavanhu gumi vega vega kuti agare muJerusarema, guta dzvene, vamwe 9 vachisara mune mamwe maguta. Isaya 52:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 Muka! Muka! Pfeka simba,+ haiwa iwe Ziyoni!+ Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene! Nekuti munhu asina kuchecheudzwa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+
11 Machinda evanhu aigara muJerusarema,+ asi vamwe vanhu vese vakakanda mijenya+ kuti vaunze munhu mumwe chete pavanhu gumi vega vega kuti agare muJerusarema, guta dzvene, vamwe 9 vachisara mune mamwe maguta.
52 Muka! Muka! Pfeka simba,+ haiwa iwe Ziyoni!+ Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene! Nekuti munhu asina kuchecheudzwa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+