-
Mateu 18:8, 9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Saka kana ruoko rwako kana tsoka yako ichiita kuti ugumburwe,* idimbure uirasire kure newe.+ Zviri nani kuti upinde muupenyu wakaremara kana kuti uchikamhina pane kukandwa mumoto usingaperi uine maoko maviri kana tsoka mbiri.+ 9 Uyewo, kana ziso rako richiita kuti ugumburwe,* ritodogore urirasire kure newe. Zviri nani kuti upinde uine ziso rimwe chete muupenyu pane kukandwa uine maziso maviri muGehena* remoto.+
-