Dheuteronomi 16:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Asi chinofanira kubayirwa kunzvimbo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare. Unofanira kubayira chibayiro chacho chePaseka manheru panongovira zuva,+ kana zuva rawakabuda muIjipiti rasvika.
6 Asi chinofanira kubayirwa kunzvimbo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti zita rake rigare. Unofanira kubayira chibayiro chacho chePaseka manheru panongovira zuva,+ kana zuva rawakabuda muIjipiti rasvika.