RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zekariya 13:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 “Iwe bakatwa, muka urwise mufudzi wangu,+

      Urwise murume wandinoshamwaridzana naye,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto.

      “Rova mufudzi,+ makwai apararire;+

      Ndichasimudza ruoko rwangu ndichirwisa vaya vasingakoshi.”

  • Mako 14:50
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 50 Uye vese vakamusiya, vakatiza.+

  • Johani 16:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Onai! Nguva iri kuuya, uye ndingati, yatosvika, pamuchapararira mumwe nemumwe achienda kumba kwake muchindisiya ndega.+ Asi handisi ndega, nekuti Baba vaneni.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe