RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 9:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Zvisinei, rima racho harizoiti sezvarakanga rakaita nyika payaiva munhamo, sezvazvaiva kare paizvidzwa nyika yaZebhuroni nenyika yaNaftari.+ Asi nekufamba kwenguva achaita kuti ikudzwe, iyo nzira iri pedyo negungwa, munharaunda yeJodhani, Garireya yemamwe marudzi.

       2 Vanhu vaifamba murima

      Vakaona chiedza chikuru.

      Kana vari vaya vanogara munyika yerima gobvu,

      Vakavhenekerwa nechiedza.+

  • Johani 1:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Chiedza chechokwadi, icho chinovhenekera vanhu vemarudzi ese, chakanga chava kuda kuuya munyika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe