RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 16:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Saka Sabata+ parakanga rapfuura, Mariya Magadharini, naMariya+ amai vaJakobho, naSarome vakatenga zvinonhuhwirira kuti vaende vanozora chitunha chake.+

  • Ruka 24:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Asi pazuva rekutanga revhiki, vakafumoenda kuguva racho, vaine zvinonhuhwirira zvavakanga vagadzirira.+

  • Ruka 24:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Vakadzi vacho vaiva Mariya Magadharini, naJoana, naMariya amai vaJakobho. Vamwe vakadzi vese vavaiva navo vakaudzawo vaapostora zvinhu izvi.

  • Johani 20:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Pazuva rekutanga revhiki Mariya Magadharini akasvika kuguva* mangwanani-ngwanani,+ kuchakasviba, ndokuona dombo ratobviswa paguva.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe