RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 15:3-6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Akavapindura achiti: “Sei imi muchityora mutemo waMwari nekuda kwetsika dzenyu?+ 4 Semuenzaniso, Mwari akati, ‘Kudza baba vako naamai vako,’+ uye, ‘Munhu anotuka baba vake kana amai vake anofanira kuurayiwa.’+ 5 Asi imi munoti, ‘Munhu wese anoti kuna baba vake kana amai: “Chese chandiinacho chandaigona kukubatsirai nacho ndakachitsaura sechipo kuna Mwari,”+ 6 haafaniri kutombokudza baba vake.’ Saka makaita kuti shoko raMwari rishaye simba nekuda kwetsika dzenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe