RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 15:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Vanoramba vachindinamata pasina, nekuti vanodzidzisa mirayiro yevanhu sedzidziso.’”+

  • Mako 7:8-13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Munosiya murayiro waMwari muchibatisisa tsika dzevanhu.”+

      9 Uyezve, akati kwavari: “Munoruka mazano ekuti musiye murayiro waMwari kuti muchengete tsika dzenyu.+ 10 Semuenzaniso, Mozisi akati, ‘Kudza baba vako naamai vako,’+ uye akati, ‘Munhu anotuka baba vake kana amai vake anofanira kuurayiwa.’+ 11 Asi imi munoti, ‘Kana munhu akati kuna baba vake kana amai vake: “Chese chandiinacho chandaigona kukubatsirai nacho ikobhani (kureva, chipo chakatsaurirwa kuna Mwari),”’ 12 hamuzomubvumiri kuitira baba vake kana amai vake kunyange chinhu chimwe chete.+ 13 Saka munoita kuti shoko raMwari rishaye simba netsika dzenyu dzamakapfuudza kune vamwe.+ Uye munoita zvinhu zvakawanda zvakadai.”+

  • VaKorose 2:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Chenjerai kuti pasava nemunhu anokutorai senhapwa* achishandisa uchenjeri hwenyika neunyengeri+ husina zvahunobatsira maererano netsika dzevanhu, maererano nezvinhu zvekutanga zvenyika, kwete maererano naKristu;

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe