Eksodho 20:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “Kudza baba vako naamai vako,+ kuti urarame kwenguva refu panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+ Dheuteronomi 5:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 “‘Kudza baba vako naamai vako,+ sezvawakarayirwa naJehovha Mwari wako, kuti urarame kwenguva refu uye kuti ubudirire* panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+ VaEfeso 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Kudza baba vako naamai vako.”+ Uyu ndiwo murayiro wekutanga une vimbiso yekuti:
12 “Kudza baba vako naamai vako,+ kuti urarame kwenguva refu panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+
16 “‘Kudza baba vako naamai vako,+ sezvawakarayirwa naJehovha Mwari wako, kuti urarame kwenguva refu uye kuti ubudirire* panyika yauchapiwa naJehovha Mwari wako.+