RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 8:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Uye akabata murume wacho ruoko, akabuda naye kunze kwemusha. Pashure pekusvipira mate pamaziso ake,+ akaisa maoko ake paari, ndokumubvunza kuti: “Pane chauri kuona here?”

  • Johani 9:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Paakanga ataura izvi, akasvipira mate pasi, akakanya ivhu nawo, uye akazora dhaka racho pamaziso emunhu wacho,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe