RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 7:32, 33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Vakabva vauya kwaari nemurume akanga ari matsi,+ asingagoni kunyatsotaura, vakamuteterera kuti aise ruoko rwake paari. 33 Uye akaenda naye kwake ega, kusina vanhu. Akabva aisa zvigunwe zvake munzeve dzemurume wacho, uye akasvipa mate, akabata rurimi rwake.+

  • Johani 9:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Paakanga achipfuura, akaona mumwe murume akaberekwa ari bofu.

  • Johani 9:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Paakanga ataura izvi, akasvipira mate pasi, akakanya ivhu nawo, uye akazora dhaka racho pamaziso emunhu wacho,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe