Mateu 16:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chizvarwa chakaipa uye cheupombwe* chinoramba chichitsvaga chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa+ kunze kwechiratidzo chaJona.”+ Saka akabva ipapo, achivasiya.
4 Chizvarwa chakaipa uye cheupombwe* chinoramba chichitsvaga chiratidzo, asi hapana chiratidzo chachichapiwa+ kunze kwechiratidzo chaJona.”+ Saka akabva ipapo, achivasiya.