Mateu 17:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Pavakanga vachiburuka mugomo, Jesu akavaudza kuti: “Musaudza vanhu zvamaratidzwa kusvikira Mwanakomana wemunhu amutswa kuvakafa.”+ Ruka 9:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Painzwika inzwi iroro, Jesu akaonekwa ava ega. Asi vakaramba vakanyarara uye hapana wavakaudza zvavakaona mumazuva iwayo.+
9 Pavakanga vachiburuka mugomo, Jesu akavaudza kuti: “Musaudza vanhu zvamaratidzwa kusvikira Mwanakomana wemunhu amutswa kuvakafa.”+
36 Painzwika inzwi iroro, Jesu akaonekwa ava ega. Asi vakaramba vakanyarara uye hapana wavakaudza zvavakaona mumazuva iwayo.+