Mateu 17:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Pavakanga vachiburuka mugomo, Jesu akavaudza kuti: “Musaudza vanhu zvamaratidzwa kusvikira Mwanakomana wemunhu amutswa kuvakafa.”+ Mako 9:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Pavaiburuka mugomo, akavaudza kuti vasatomboudza chero munhu zvavakanga vaona+ kusvikira Mwanakomana wemunhu amuka kuvakafa.+
9 Pavakanga vachiburuka mugomo, Jesu akavaudza kuti: “Musaudza vanhu zvamaratidzwa kusvikira Mwanakomana wemunhu amutswa kuvakafa.”+
9 Pavaiburuka mugomo, akavaudza kuti vasatomboudza chero munhu zvavakanga vaona+ kusvikira Mwanakomana wemunhu amuka kuvakafa.+