Mateu 21:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Vakauya nedhongi racho nemwana waro, vakaisa nguo dzavo pamusoro pawo, iye akadzigarira.+ 8 Vanhu vakawanda vakawaridza nguo dzavo dzekunze mumugwagwa,+ vamwe vachitema mapazi emiti vachiawaridza mumugwagwa. Johani 12:14, 15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Jesu akawana mwana wedhongi, akamutasva,+ sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: 15 “Usatya, mwanasikana weZiyoni. Ona! Mambo wako ari kuuya, akatasva mwana wedhongi.”+
7 Vakauya nedhongi racho nemwana waro, vakaisa nguo dzavo pamusoro pawo, iye akadzigarira.+ 8 Vanhu vakawanda vakawaridza nguo dzavo dzekunze mumugwagwa,+ vamwe vachitema mapazi emiti vachiawaridza mumugwagwa.
14 Jesu akawana mwana wedhongi, akamutasva,+ sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: 15 “Usatya, mwanasikana weZiyoni. Ona! Mambo wako ari kuuya, akatasva mwana wedhongi.”+