Mateu 8:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jesu akabva ati kwaari: “Uve nechokwadi kuti hauudze mumwe munhu,+ asi enda unozviratidza kumupristi,+ wopa chipo chakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.” Ruka 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Akabva arayira murume wacho kuti arege kuudza vanhu, akati: “Asi enda unozviratidza kumupristi, upe chibayiro chaunofanira kupa pakucheneswa kwawaitwa, sezvakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”+
4 Jesu akabva ati kwaari: “Uve nechokwadi kuti hauudze mumwe munhu,+ asi enda unozviratidza kumupristi,+ wopa chipo chakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”
14 Akabva arayira murume wacho kuti arege kuudza vanhu, akati: “Asi enda unozviratidza kumupristi, upe chibayiro chaunofanira kupa pakucheneswa kwawaitwa, sezvakarayirwa naMozisi,+ kuti zvive uchapupu kwavari.”+