RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 6:4, 5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 “Teerera, haiwa iwe Israeri: Jehovha Mwari wedu ndiJehovha mumwe chete.+ 5 Ida Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese+ nesimba rako rese.*+

  • Joshua 22:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Asi ivai nechokwadi chekuti manyatsochengeta murayiro neMutemo wamakapiwa naMozisi muranda waJehovha,+ kuburikidza nekuda Jehovha Mwari wenyu,+ nekufamba munzira dzake dzese,+ nekuchengeta mirayiro yake,+ nekuramba muri paari+ uye nekumushumira+ nemwoyo yenyu yese nemweya* yenyu yese.”+

  • Mateu 22:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 Iye akati kwaari: “‘Ida Jehovha* Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese nepfungwa dzako dzese.’+

  • Ruka 10:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Iye akapindura achiti: “‘Ida Jehovha* Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese nesimba rako rese nepfungwa dzako dzese’+ uye ‘muvakidzani wako sezvaunozviita.’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe