RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 6:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Ida Jehovha Mwari wako nemwoyo wako wese nemweya* wako wese+ nesimba rako rese.*+

  • 1 Samueri 15:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Samueri akabva ati: “Jehovha anofarira mipiro inopiswa nezvibayiro+ sekufarira kwaanoita kuteerera inzwi raJehovha here? Chinzwa! Kuteerera kunokunda chibayiro,+ uye kunzwa kunokunda mafuta+ emakondohwe;

  • Hosiya 6:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  6 Nekuti ndinofarira rudo rusingachinji,* kwete chibayiro,

      Uye ndinofarira kuziva Mwari kwete zvibayiro zvinopiswa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe