2 Madzimambo 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Saka vakati kwaari: “Murume wacho anga akapfeka nguo yemvere,+ akasunga bhandi reganda muchiuno make.”+ Akabva ati: “NdiEriya muTishbhi.”
8 Saka vakati kwaari: “Murume wacho anga akapfeka nguo yemvere,+ akasunga bhandi reganda muchiuno make.”+ Akabva ati: “NdiEriya muTishbhi.”