1 Madzimambo 19:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka akabva ipapo, akawana Erisha mwanakomana waShafati achirima, zvipani 12 zvemombe zviri pamberi pake, uye iye aiva nechipani chechi12. Saka Eriya akaenda paaiva, akakanda nguo yake yebasa+ paari. Zekariya 13:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 “Zuva iroro muprofita wese achanyara nezvaanooneswa paanoprofita; uye haazopfeki nguo yebasa yakagadzirwa nemvere+ kuti anyengere vanhu. VaHebheru 11:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Ndingaramba ndichitiiko? Nekuti nguva ichandiperera kana ndikatanga kutaura nezvaGidhiyoni,+ Bheraki,+ Samsoni,+ Jefta,+ Dhavhidhi,+ uyewo Samueri+ nevamwe vaprofita. VaHebheru 11:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa, vakachekwa nepakati, vakaurayiwa nebakatwa,+ vakafamba vakapfeka matehwe emakwai, vakapfeka matehwe embudzi,+ vachishayiwa, vachitambudzika,+ vachibatwa zvisina kunaka;+
19 Saka akabva ipapo, akawana Erisha mwanakomana waShafati achirima, zvipani 12 zvemombe zviri pamberi pake, uye iye aiva nechipani chechi12. Saka Eriya akaenda paaiva, akakanda nguo yake yebasa+ paari.
4 “Zuva iroro muprofita wese achanyara nezvaanooneswa paanoprofita; uye haazopfeki nguo yebasa yakagadzirwa nemvere+ kuti anyengere vanhu.
32 Ndingaramba ndichitiiko? Nekuti nguva ichandiperera kana ndikatanga kutaura nezvaGidhiyoni,+ Bheraki,+ Samsoni,+ Jefta,+ Dhavhidhi,+ uyewo Samueri+ nevamwe vaprofita.
37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa, vakachekwa nepakati, vakaurayiwa nebakatwa,+ vakafamba vakapfeka matehwe emakwai, vakapfeka matehwe embudzi,+ vachishayiwa, vachitambudzika,+ vachibatwa zvisina kunaka;+