Dheuteronomi 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti munyika hamuzomboshayikwi varombo.+ Ndokusaka ndiri kukurayira kuti, ‘Unofanira kupfumbanura ruoko rwako uchipa hama yako inotambudzika uye murombo ari munyika yako.’+
11 Nekuti munyika hamuzomboshayikwi varombo.+ Ndokusaka ndiri kukurayira kuti, ‘Unofanira kupfumbanura ruoko rwako uchipa hama yako inotambudzika uye murombo ari munyika yako.’+