Mabasa 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Mwari waAbrahamu newaIsaka newaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza Mushumiri wake,+ iye Jesu,+ wamakaisa mumaoko+ aPirato, mukamuramba pamberi pake, kunyange zvazvo akanga asarudza kumusunungura. Mabasa 13:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Kunyange zvazvo vakamushayira mhosva yekuti afe,+ vakaudza Pirato kuti aite kuti aurayiwe.+
13 Mwari waAbrahamu newaIsaka newaJakobho,+ Mwari wemadzitateguru edu, akakudza Mushumiri wake,+ iye Jesu,+ wamakaisa mumaoko+ aPirato, mukamuramba pamberi pake, kunyange zvazvo akanga asarudza kumusunungura.